Mariro 3:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Haiwa Jehovha, makareverera kurwisa kwomweya wangu.+ Makadzikinura upenyu hwangu.+