20 Zvino kana munhu akarurama akarega kuita zvakarurama+ oita zvisina kururama, ini ndoisa chinhu chinogumbura pamberi pake,+ iye achafa nokuti hauna kumunyevera. Iye achafira chivi chake,+ uye mabasa ake akarurama aakaita haazoyeukwi,+ asi ropa rake ndicharibvunza paruoko rwako.+