Ezekieri 3:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire kumusoro kwomukanwa mako,+ uchava mbeveve,+ uye hauzovi munhu anovatsiura,+ nokuti ivo iimba inopandukira.+ Ezekieri Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 3:26 “Kuguma Kwazosvika Pauri” rr chits. 6 ndim. 11 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi w03 12/1 p. 29
26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire kumusoro kwomukanwa mako,+ uchava mbeveve,+ uye hauzovi munhu anovatsiura,+ nokuti ivo iimba inopandukira.+