Ezekieri 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Kana kuti, kana ndikaita kuti zvikara zvinokuvadza zvipfuure nomunyika yacho,+ zvoita kuti ishayikirwe nevana,+ yova dongo risina anopfuura nomariri nokuda kwezvikara zvacho,+
15 “‘Kana kuti, kana ndikaita kuti zvikara zvinokuvadza zvipfuure nomunyika yacho,+ zvoita kuti ishayikirwe nevana,+ yova dongo risina anopfuura nomariri nokuda kwezvikara zvacho,+