Ezekieri 14:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kunyange kudai varume vatatu ava vaiva pakati payo,+ noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘vaisazokwanisa kununura vanakomana kana vanasikana, asi ivo voga, ndivo vaizonunurwa.’”+
18 kunyange kudai varume vatatu ava vaiva pakati payo,+ noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘vaisazokwanisa kununura vanakomana kana vanasikana, asi ivo voga, ndivo vaizonunurwa.’”+