Ezekieri 16:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pakuberekwa kwako, pazuva rawakaberekwa,+ rukuvhute rwako haruna kuchekwa, hauna kugezeswa nemvura kuti ucheneswe, hauna kumbokwizwa munyu, uye hauna kumboputirwa.
4 Pakuberekwa kwako, pazuva rawakaberekwa,+ rukuvhute rwako haruna kuchekwa, hauna kugezeswa nemvura kuti ucheneswe, hauna kumbokwizwa munyu, uye hauna kumboputirwa.