Ezekieri 16:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Hapana ziso rakakunzwira urombo kuti rikuitire chimwe chezvinhu izvi richikunzwira tsitsi,+ asi wakakandwa musango nokuti mweya wako wakanga uchisemwa pazuva rawakaberekwa.
5 Hapana ziso rakakunzwira urombo kuti rikuitire chimwe chezvinhu izvi richikunzwira tsitsi,+ asi wakakandwa musango nokuti mweya wako wakanga uchisemwa pazuva rawakaberekwa.