Ezekieri 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Wakatora dzimwe nguo dzako, ukazvigadzirira nzvimbo dzakakwirira+ dzine mavara akasiyana-siyana uye waiitira upfambi hwako padziri+—zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika, uye hazvifaniri kuitika. Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:16 Kunamata Kwakachena, p. 165
16 Wakatora dzimwe nguo dzako, ukazvigadzirira nzvimbo dzakakwirira+ dzine mavara akasiyana-siyana uye waiitira upfambi hwako padziri+—zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika, uye hazvifaniri kuitika.