Ezekieri 16:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Haiwa ndakutsamwira+ kwazvo sei,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘nokuita kwako zvinhu zvose izvi, iro basa romukadzi,+ pfambi inoshusha!+
30 Haiwa ndakutsamwira+ kwazvo sei,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘nokuita kwako zvinhu zvose izvi, iro basa romukadzi,+ pfambi inoshusha!+