Ezekieri 16:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Uri mwanasikana waamai vako,+ ivo vanosema murume wavo+ nevanakomana vavo. Uri munun’una wevakoma vako, vakasema varume vavo nevanakomana vavo. Amai venyu imi vakadzi, vaiva muHiti,+ uye baba venyu vaiva muAmori.’”+
45 Uri mwanasikana waamai vako,+ ivo vanosema murume wavo+ nevanakomana vavo. Uri munun’una wevakoma vako, vakasema varume vavo nevanakomana vavo. Amai venyu imi vakadzi, vaiva muHiti,+ uye baba venyu vaiva muAmori.’”+