51 “‘Samariya+ harina kutadza zvinosvika kunyange pahafu yezvivi zvako, asi iwe wakaramba uchiita kuti zvinhu zvako zvinosemesa zviwande kupfuura zvavakaita, zvokuti wakaita kuti mukoma wako nomunun’una wako vaite sevakarurama nokuda kwezvinhu zvako zvose zvinosemesa zvawakaita.+