7 “‘“Zvino kwaiva nerimwe gondo guru,+ raiva nemapapiro makuru, raiva neminhenga mikuru,+ uye tarira! muzambiringa uyu wakaritambanudzira midzi yawo nechido chikuru.+ Wakatambanudzira mashizha awo kwariri kuti riudiridze, uri kure nemihomba yomumunda mawakanga wakadyarwa.+