Ezekieri 26:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kuTire, ‘Ko zvitsuwa hazvizozununguki here panonzwika kuparara kwako, panogomera munhu akuvadzwa zvokufa uye panourayiwa vanhu mukati mako?+
15 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kuTire, ‘Ko zvitsuwa hazvizozununguki here panonzwika kuparara kwako, panogomera munhu akuvadzwa zvokufa uye panourayiwa vanhu mukati mako?+