Ezekieri 26:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Ndichaita kuti uve zvinhu zvinongoerekana zvavhundutsa,+ uye hauzovipo; uchatsvakwa,+ asi hauzowanikizve nokusingagumi,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”
21 “‘Ndichaita kuti uve zvinhu zvinongoerekana zvavhundutsa,+ uye hauzovipo; uchatsvakwa,+ asi hauzowanikizve nokusingagumi,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”