Ezekieri 35:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uchaziva kuti ini Jehovha, ndakanzwa zvinhu zvako zvose zvokusaremekedza zvawakataura pamusoro pemakomo aIsraeri,+ uchiti: “Aitwa matongo. Taapiwa kuti ave zvokudya zvedu.”+
12 Uchaziva kuti ini Jehovha, ndakanzwa zvinhu zvako zvose zvokusaremekedza zvawakataura pamusoro pemakomo aIsraeri,+ uchiti: “Aitwa matongo. Taapiwa kuti ave zvokudya zvedu.”+