Ezekieri 40:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino akasvika pagedhi rakatarira kumabvazuva,+ akakwira nematanho aro. Akatanga kuyera chikumbaridzo chegedhi racho,+ kufara kwacho kukaita tsanga imwe chete, uye kufara kwechimwe chikumbaridzo chacho kukaita tsanga imwe chete.
6 Zvino akasvika pagedhi rakatarira kumabvazuva,+ akakwira nematanho aro. Akatanga kuyera chikumbaridzo chegedhi racho,+ kufara kwacho kukaita tsanga imwe chete, uye kufara kwechimwe chikumbaridzo chacho kukaita tsanga imwe chete.