Ezekieri 43:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Uchapa nhongo kuti ive chinopiwa chechivi chezuva racho kwemazuva manomwe;+ uye nzombe duku, mwana wemombe mukono unobva paboka remombe, negondohwe rinobva paboka remakwai, zvakakwana, vachazvipa.
25 Uchapa nhongo kuti ive chinopiwa chechivi chezuva racho kwemazuva manomwe;+ uye nzombe duku, mwana wemombe mukono unobva paboka remombe, negondohwe rinobva paboka remakwai, zvakakwana, vachazvipa.