Ezekieri 44:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino akaenda neni nenzira yokugedhi rokuchamhembe pamberi peImba yacho, kuti ndione, uye tarira! kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakazadza imba yaJehovha.+ Uye ini ndakawira pasi nechiso changu.+
4 Zvino akaenda neni nenzira yokugedhi rokuchamhembe pamberi peImba yacho, kuti ndione, uye tarira! kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakazadza imba yaJehovha.+ Uye ini ndakawira pasi nechiso changu.+