-
Ezekieri 47:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Zvino akati kwandiri: “Haiwa iwe mwanakomana womunhu, waona izvi here?”
Akabva aita kuti ndifambe, akaita kuti ndidzokere kumahombekombe orukova rwacho.
-