9 “‘Haiwa iwe Bheteshazari mukuru wevapristi vanoita zvemashiripiti,+ zvandinonyatsoziva kuti mudzimu wavanamwari vatsvene uri mauri+ uye kuti hapana kana chinhu chakavanzika chinokutambudza,+ ndiudze zvandakaratidzwa muhope dzangu dzandakarota nokududzirwa kwazvo.+