12 Mashizha awo akanga akanaka, zvibereko zvawo zvaiva zvizhinji, uye waiva nezvokudya zvezvinhu zvose. Mhuka+ dzomusango dzaiwana mumvuri+ pasi pawo, shiri dzokumatenga dzaigara mumapazi awo,+ uye zvipenyu zvose zvenyama zvaidya zvinhu zvaibva pauri.