-
Dhanieri 6:12Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
12 Zvino vakaswedera pedyo, vakataura vari pamberi pamambo pamusoro pechirevo chamambo vachiti: “Hamuna here kusaina chirevo chokuti chero munhu upi zvake anoteterera mumwe mwari upi noupi kana mumwe munhu kwemazuva makumi matatu kunze kwenyu imi, haiwa mambo, akandwe mugomba reshumba?”+ Mambo akapindura, akati: “Nyaya yacho yakanyatsosimbiswa maererano nomutemo wevaMedhiya nevaPezhiya, usingagoni kuchinjwa.”+
-