16 Zvino tarira! mumwe akanga akaita sevanakomana vevanhu akabata miromo yangu,+ ndikatanga kushama muromo wangu ndikataura,+ ndikati kune uya akanga amire pamberi pangu: “Haiwa ishe wangu,+ ndarwadziwa kwazvo nokuda kwezvandaratidzwa, ndikashayiwa simba.+