Hosiya 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndichagumisa kupembera nomufaro+ kwake kwose, mutambo wake,+ kugara kwake kwomwedzi+ nesabata rake nemwaka yake yose yomutambo.
11 Ndichagumisa kupembera nomufaro+ kwake kwose, mutambo wake,+ kugara kwake kwomwedzi+ nesabata rake nemwaka yake yose yomutambo.