Jona 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo vakati kwaari: “Tapota, tiudze, imhosva yaani yaita kuti tiwirwe nedambudziko iri?+ Unoita basa rei, uye unobva kupi? Unobva kunyika ipi, uye unobva kuvanhu vapi?”
8 Naizvozvo vakati kwaari: “Tapota, tiudze, imhosva yaani yaita kuti tiwirwe nedambudziko iri?+ Unoita basa rei, uye unobva kupi? Unobva kunyika ipi, uye unobva kuvanhu vapi?”