Jona 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu,+ Jehovha ndiye wandakayeuka.+Munyengetero wangu wakabva wasvika kwamuri, imo mutemberi yenyu tsvene.+ Jona Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 2:7 Jona Anodzidza Pamusoro Pengoni dzaJehovha w96 5/15 p. 26
7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu,+ Jehovha ndiye wandakayeuka.+Munyengetero wangu wakabva wasvika kwamuri, imo mutemberi yenyu tsvene.+