Jona 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo Jehovha Mwari akaita kuti mupudzi umere, uve pamusoro paJona, kuti uve mumvuri womusoro wake, kuti umununure pakutambudzika kwake.+ Zvino Jona akatanga kufarira kwazvo mupudzi wacho.
6 Naizvozvo Jehovha Mwari akaita kuti mupudzi umere, uve pamusoro paJona, kuti uve mumvuri womusoro wake, kuti umununure pakutambudzika kwake.+ Zvino Jona akatanga kufarira kwazvo mupudzi wacho.