5 Chokwadi, nokuti waini inonyengera,+ murume akagwinya anozvitutumadza;+ uye haazowani zvaanoda,+ iye akaita kuti mweya wake uve nenzvimbo yakakura seSheori, iye akaita sorufu uye haaguti.+ Anoramba achiunganidza marudzi ose kwaari uye achiunganidza vanhu vose kwaari.+