Habhakuki 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Tarirai! Hazvina kubva kuna Jehovha wemauto here kuti vanhu vachashanda nesimba kuti zvinhu zvacho zvingotsva nomoto, uye kuti mapoka emarudzi angozvinetesa pasina chaanowana?+ Habhakuki Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:13 Nharireyomurindi,2/1/2000, p. 17
13 Tarirai! Hazvina kubva kuna Jehovha wemauto here kuti vanhu vachashanda nesimba kuti zvinhu zvacho zvingotsva nomoto, uye kuti mapoka emarudzi angozvinetesa pasina chaanowana?+