4 “‘Asi zvino simba, haiwa iwe Zerubhabheri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye simba,+ haiwa iwe Joshua mwanakomana womupristi mukuru Jehozadhaki.’
“‘Simbai, imi vanhu vose venyika,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘mushande.’+
“‘Nokuti ndinemi,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto.