Hagai 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “‘Pazuva iroro,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, ‘ndichakutora, haiwa iwe Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri,+ mushumiri wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha; ‘uye ndichakuita rin’i yokusimbisa nayo,+ nokuti ndiwe wandakasarudza,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto.”+ Hagai Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 2:23 Mbiri Huru Zvikuru Yeimba yaJehovha w97 1/1 p. 22 ndim. 17
23 “‘Pazuva iroro,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, ‘ndichakutora, haiwa iwe Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri,+ mushumiri wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha; ‘uye ndichakuita rin’i yokusimbisa nayo,+ nokuti ndiwe wandakasarudza,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto.”+