Zekariya 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndichaita kuti imba yaJudha ive huru, uye ndichaponesa imba yaJosefa.+ Ndichavapa pokugara, nokuti ndichavanzwira ngoni;+ uye vachava sevaya vandakanga ndisina kurasa;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wavo, uye ndichavapindura.+
6 Ndichaita kuti imba yaJudha ive huru, uye ndichaponesa imba yaJosefa.+ Ndichavapa pokugara, nokuti ndichavanzwira ngoni;+ uye vachava sevaya vandakanga ndisina kurasa;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wavo, uye ndichavapindura.+