Maraki 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu anonyengera, achipika uye achibayira mhuka yakakuvara kuna Jehovha asi muboka rake rezvipfuwo muine mhuka hono ngaatukwe.+ Nokuti ndiri Mambo mukuru,”+ Jehovha wemauto adaro, “uye zita rangu richava rinotyisa pakati pemarudzi.”+ Maraki Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:14 Nharireyomurindi,5/1/2002, p. 13 “Rugwaro Rwose,” pp. 173-174
14 “Munhu anonyengera, achipika uye achibayira mhuka yakakuvara kuna Jehovha asi muboka rake rezvipfuwo muine mhuka hono ngaatukwe.+ Nokuti ndiri Mambo mukuru,”+ Jehovha wemauto adaro, “uye zita rangu richava rinotyisa pakati pemarudzi.”+