2 Kana mukasateerera,+ uye kana mwoyo yenyu ikasava nehanya+ nazvo kuti mukudze zita rangu,”+ Jehovha wemauto adaro, “ndichakutumiraiwo kutukwa,+ uye ndichatuka zvikomborero zvenyu.+ Chokwadi, ndatukawo chikomborero, nokuti mwoyo yenyu haisi kuva nehanya nazvo.”