Maraki 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Zvino ini ndichaita kuti muzvidzwe uye muve vakaderera kuvanhu vose,+ zvamusina kuchengeta nzira dzangu, asi maisarura mumutemo.”+
9 “Zvino ini ndichaita kuti muzvidzwe uye muve vakaderera kuvanhu vose,+ zvamusina kuchengeta nzira dzangu, asi maisarura mumutemo.”+