Mateu 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi kuberekwa kwaJesu Kristu kwakanga kwakadai. Munguva iyo amai vake Mariya vakanga vavimbiswa+ kuroorwa naJosefa, vakawanikwa kuti vaiva nepamuviri pomudzimu mutsvene+ vasati vabatanidzwa. Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:18 Nharireyomurindi,12/1/2009, p. 163/15/2002, p. 19
18 Asi kuberekwa kwaJesu Kristu kwakanga kwakadai. Munguva iyo amai vake Mariya vakanga vavimbiswa+ kuroorwa naJosefa, vakawanikwa kuti vaiva nepamuviri pomudzimu mutsvene+ vasati vabatanidzwa.