Mateu 8:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Paakasvika mhiri, munyika yevaGadhara,+ varume vaviri vaiva nemadhimoni vakasangana naye imomo+ vachibva kumakuva, vachityisa kwazvo, zvokuti hapana kana munhu aiva noushingi hwokupfuura nepamugwagwa iwoyo. Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:28 Jesu—Nzira, p. 114 Nharireyomurindi,12/1/1997, p. 57/15/1992, p. 6
28 Paakasvika mhiri, munyika yevaGadhara,+ varume vaviri vaiva nemadhimoni vakasangana naye imomo+ vachibva kumakuva, vachityisa kwazvo, zvokuti hapana kana munhu aiva noushingi hwokupfuura nepamugwagwa iwoyo.