Mateu 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:11 Nharireyomurindi,2/15/2006, pp. 19-20
11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+