Mateu 14:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Panguva ino chikepe chakanga chava kure nenyika yakaoma nemazana mazhinji emamita, chichinetswa nemafungu,+ nokuti mhepo yairwisana navo.
24 Panguva ino chikepe chakanga chava kure nenyika yakaoma nemazana mazhinji emamita, chichinetswa nemafungu,+ nokuti mhepo yairwisana navo.