Mateu 15:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 zvokuti boka revanhu rakashamiswa zvavakaona mbeveve dzichitaura nevaikamhina vachifamba nemapofu achiona, uye vakakudza Mwari waIsraeri.+
31 zvokuti boka revanhu rakashamiswa zvavakaona mbeveve dzichitaura nevaikamhina vachifamba nemapofu achiona, uye vakakudza Mwari waIsraeri.+