Mateu 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino, kana ruoko rwako kana tsoka yako ichiita kuti ugumburwe, igure uirasire kure newe;+ zvakanaka kwazvo kuti upinde muupenyu wakaremara kana uchikamhina pane kukandwa mumoto usingaperi uine maoko maviri kana tsoka mbiri.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 18:8 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,2/2018, p. 8 Jesu—Nzira, p. 150 Nharireyomurindi,2/15/1988, pp. 8-9
8 Zvino, kana ruoko rwako kana tsoka yako ichiita kuti ugumburwe, igure uirasire kure newe;+ zvakanaka kwazvo kuti upinde muupenyu wakaremara kana uchikamhina pane kukandwa mumoto usingaperi uine maoko maviri kana tsoka mbiri.+
18:8 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,2/2018, p. 8 Jesu—Nzira, p. 150 Nharireyomurindi,2/15/1988, pp. 8-9