Mateu 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Chokwadi ndinotizve kwamuri, Kana vaviri venyu panyika vakabvumirana pamusoro pechimwe chinhu chinokosha chavanofanira kukumbira, vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga.+
19 Chokwadi ndinotizve kwamuri, Kana vaviri venyu panyika vakabvumirana pamusoro pechimwe chinhu chinokosha chavanofanira kukumbira, vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga.+