Mateu 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi nokuti akanga asina nzira yokuaripa nayo, tenzi wake akarayira kuti iye nomudzimai wake nevana vake nezvinhu zvose zvaakanga ainazvo zvitengeswe uye kuti chikwereti chibhadharwe.+
25 Asi nokuti akanga asina nzira yokuaripa nayo, tenzi wake akarayira kuti iye nomudzimai wake nevana vake nezvinhu zvose zvaakanga ainazvo zvitengeswe uye kuti chikwereti chibhadharwe.+