Mateu 19:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi Jesu akati kuvadzidzi vake: “Chokwadi ndinoti kwamuri, chichava chinhu chakaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokumatenga.+
23 Asi Jesu akati kuvadzidzi vake: “Chokwadi ndinoti kwamuri, chichava chinhu chakaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokumatenga.+