Mateu 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Nokuti umambo hwokumatenga hwakafanana nomurume, muridzi wemba, akafumira kunotsvaka vanhu vemaricho kuti vashande mumunda wake wemizambiringa.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 20:1 Jesu—Nzira, p. 226 Nharireyomurindi,8/15/1989, p. 8
20 “Nokuti umambo hwokumatenga hwakafanana nomurume, muridzi wemba, akafumira kunotsvaka vanhu vemaricho kuti vashande mumunda wake wemizambiringa.+