Mateu 20:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi boka revanhu rakaaudza zvakasimba kuti arambe akanyarara; asi iwo akatonyanya kushevedzera, achiti: “Ishe, tinzwireiwo ngoni, Mwanakomana waDhavhidhi!”+
31 Asi boka revanhu rakaaudza zvakasimba kuti arambe akanyarara; asi iwo akatonyanya kushevedzera, achiti: “Ishe, tinzwireiwo ngoni, Mwanakomana waDhavhidhi!”+