Mateu 25:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuti munhu wose anazvo, achawedzerwa zvimwe uye achava nezvizhinji; asi uya asina, kunyange nezvaainazvo achazvitorerwa.+
29 Nokuti munhu wose anazvo, achawedzerwa zvimwe uye achava nezvizhinji; asi uya asina, kunyange nezvaainazvo achazvitorerwa.+