-
Mateu 28:15Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
15 Naizvozvo vakatora masirivha acho vakaita sezvavakanga varayirwa; uye mashoko aya akaparadzirwa kwose kwose pakati pevaJudha kusvikira nhasi.
-