Mako 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino zvakasvika munzeve dzaMambo Herodhi, nokuti zita raJesu rakazivikanwa navose, uye vanhu vakanga vachiti: “Johani mubhabhatidzi amutswa kubva kuvakafa, uye nokuda kwaizvozvo ari kukwanisa kuita mabasa esimba.”+
14 Zvino zvakasvika munzeve dzaMambo Herodhi, nokuti zita raJesu rakazivikanwa navose, uye vanhu vakanga vachiti: “Johani mubhabhatidzi amutswa kubva kuvakafa, uye nokuda kwaizvozvo ari kukwanisa kuita mabasa esimba.”+