Mako 6:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Kunyange zvazvo akashungurudzwa kwazvo, mambo haana kuda kurega kumuteerera, nokuda kwemhiko uye nokuda kwevaya vakanga vakatsenhama patafura.+
26 Kunyange zvazvo akashungurudzwa kwazvo, mambo haana kuda kurega kumuteerera, nokuda kwemhiko uye nokuda kwevaya vakanga vakatsenhama patafura.+